Shona

Afirwa haatariswi kumeso

A bereaved person is not looked in the face. ;One who is bereaved is not looked in the face

Tsanagudzo

Kana munhu asvikirwa nenhamo , haafanire kuramba achiyeuchidzwa nezvanhamo iyoyo nokuti anozoramba achitambudzika; Hatifaniri kushusha munhu anenge ari pamatambudziko kana kutarisira kuti aite zvinhu nemazvo semisi yose nokuti anenge asiri kufunga zvakanaka.

What the Words Say

A bereaved person is not looked in the face. ;One who is bereaved is not looked in the face

What It Means

A person who acts in distress resulting from a tragic misfortune should not be blamed for his blunder, eg do not take serioulsy the utterances of a person in trouble because he will not be in a right frame of mind. ;Actions or words made under stress of sorrow arenotto betaken seriously