Shona
Agumhina afamba hazvienzani naTigere
The one who has limped has walked; he cannot be compared to the one seated.
Tsanagudzo
Zvishoma zvawaita zvinokunda kusaita zvachose; Kana ukabatsirwa nemunhu kunyangwe nepashoma pakadii anenge atokubatsira nokuti haangakupi zvose zvaunoda kuti ubatsirike.
What the Words Say
The one who has limped has walked; he cannot be compared to the one seated.
What It Means
In time of dire need, be grateful for the help you get, however small.