Shona

Chatiza gumbo musoro waona

When the legs run away, the head must have seen the danger.

Tsanagudzo

Munhu anozovhunduka kana paine chaanenge aona. Uye, kana munhu akanyumwa kana kubva panzvimbo ine ngozi anenge apiwa yambiro.

What the Words Say

When the legs run away, the head must have seen the danger.

What It Means

One does not get frightened for nothing. Whenever he leaves a place of danger it is obvious that he has got a warning.