Shona

Chidhiidhi kutsvara hundi moyo uri kumakoto

While a little bird scratches chaff, its heart is after chaff with grain.

Tsanagudzo

Munhu ane chaanoda mumoyo make anogona kutandadza nguva nezvimwe zvinhu zvidiki asi iwo mwoyo uri kune chikuru chaicho chinenge chichipisira moyo wake.

What the Words Say

While a little bird scratches chaff, its heart is after chaff with grain.

What It Means

Even if someone is preoccupied with all sorts of things, he will still keep first and foremost in his mind what he has discovered as his great love.