Shona

Chimedza matore haachadipwi nebvupa remhuru.

One who is used to eat old cows will not be choked by a calf bone.

Tsanagudzo

Kune munhu anoita zvinhu zvine njodzi zviri zvikuru haatyi kuita zvinhu zvimwe chetezvo zvinenge zviri zvidiki.

What the Words Say

One who is used to eat old cows will not be choked by a calf bone.

What It Means

A person feels confident of being able to do small things when he has successfully undertaken bigger abd nore difficulty tasks before.