Shona
Hapana chisingapi gumo, nokunana (kupfava) kwakapawo gumo.
Even in virtue there is loss.
Tsanagudzo
Kunakisisa kwomunhu mumagariro ake, kungaite kuti vanhu vamutore semunhu ane pfungwa dzivete, vomuona semunhu asingabatsiri mukurarama.
What the Words Say
Even in virtue there is loss.
What It Means
Every virtue has its own disadvantage.