Shona

Igaroziva kuti Amai mukadzi wababa

It is obviuos that mother is father's wife.

Tsanagudzo

Kuratidza upenzi hwemakoko kana munhu achibvunza zvinhu zvinenge zviri pachena.

What the Words Say

It is obviuos that mother is father's wife.

What It Means

It is coplete defiance of logic to argue or inquire about things which are obvious.