Shona

Kamoto kamberevere kanopisa matanda mberi

A small and sneaking fire burns logs far ahead.

Tsanagudzo

ngozi inotanga iri dikidiki kwazvo asi mushure menguva inotanga kukura; kutsika kakaipa kanotanga kari kadikidiki kubvepo kondoparadza tsika huru dzakanaka; Tsika yakaipa inotanga iri diki chaizvo asi yozopedzisira yakura yatodekwenda maari.

What the Words Say

A small and sneaking fire burns logs far ahead.

What It Means

Small issues can become large enough to cause big problems; If left uncontrolled, a small habit may develop into a serious defect which does harm to the whole community.