Shona

Kukanya mukaka hurangana

Mixing sadza and milk calls for the consent of others.

Tsanagudzo

Zvinhu zvose neruzhinji zvinoda kuti vanhu vatange varangana kuitira kuti zvisazotsamwisa vamwe kana kupinza vamwe mumhosva.

What the Words Say

Mixing sadza and milk calls for the consent of others.

What It Means

It always good to consult before doing something that concerns the public; otherwise some people may not appreciate what you have done or they even feel bored.