Shona
Mugomberi wemhuru anopiwa mutuvi.
The one who facilitates the weaning of a calf by putting a device that closes the calf's mouth that hinders it from getting milk is given the whey.
Tsanagudzo
Mushandi anofanira kupiwa zvinowanikwa paanoshanda pamusoro pemugove wake chaiwo wepamwedzi kana pavhiki ndiko kuti awane simba uye ave chido chekuita basa iri nemwoyo unoda.
What the Words Say
The one who facilitates the weaning of a calf by putting a device that closes the calf's mouth that hinders it from getting milk is given the whey.
What It Means
Besides his salary/wages, a worker may be entitled to some form of remuneration in connection with the very work he is doing.