Shona
Muzivi(si) wenzira yeparuware ndiya mufambi wayo
He who knows the path across the flat rock is the one who often walks on it.
Tsanagudzo
Kazhinji kana munhu achiratidza kuva neruzivo rwemaitirwo echinhu zvinoreva kuti iye pachake akatombochiitawo.; Munhu anoshora kutadza kwavamwe nekuti iye anenge achizviziva nekuti anenge akambotadzawo chinhu ichocho
What the Words Say
He who knows the path across the flat rock is the one who often walks on it.
What It Means
A person usually talks vividly and ably of things about which he has acquired some expert knowledge.