Shona

Nherera inoguta musi wafa mai

An orphan eats his fill on the day hismother has died; An orphan gets plenty on the day his mother dies.

Tsanagudzo

Musi wenyatwa vanhu vanoratidza mutsa nerudo kune uya anenge awirwa nedambudziko. Nherera inonzwirwa tsitsi neruzhinji pazuva rokufa kwaamai vayo chete asi mushure meizvi hakuna munhu anozombocheuka kuti kune nherera inoda kuriritirwa.

What the Words Say

An orphan eats his fill on the day hismother has died; An orphan gets plenty on the day his mother dies.

What It Means

His future outlook is bleak; People often show sympathy on the day of mourning. A bereft child too will receive gifts on the day his mother dies but after that nobody will bother much about him.