Shona

Shiri huru haibatwi nehundi

A big bird cannot be trapped with chaff.

Tsanagudzo

Munhu mukuru ane rukudzo, anotarisirwa kuita zvinhu zvechikuru kwete kuzvibata sepwere.

What the Words Say

A big bird cannot be trapped with chaff.

What It Means

A person in authority is expected to behave in dignified manner.