Shona

usashora mbodza neinozvimbira

you turn your nose at badly cooked porridge yet it can give you indigestion

Tsanagudzo

munhu anozvidza munhu achiti haagarwi naye indonda, asi arin iye anozomukurira. Uye munhu asangoshore munhu pane zvimwe zvinhu nokuti anoshorwa wacho anogona kubudirira pane zvinhu zvaanenge asingafungirwe.; kushora chinhu kana munhu uchifungsa kuti hapana zviripo apa nyamba unenge uchizvinyengedza.

What the Words Say

you turn your nose at badly cooked porridge yet it can give you indigestion

What It Means

do not be too quick to underestimate your opponent