Shona
Chara chimwe hachitswanyi inda
One finger-nail cannot crush a louse
Tsanagudzo
Zvinhu zvinoda kubatsirana; Munhu mumwe chete haangoni kuita basa rinodaidzira vanhu vazhinji richiita zvakanaka munguva yaraizoitwa navanhu ivavo
What the Words Say
One finger-nail cannot crush a louse
What It Means
Some things take more than one person to accomplish
Related Proverbs
number 6, 45, 49