Shona

Gapo rimwe harisvitsi zhizha.

One spell of rain cannot bring about the first crop seasn.

Tsanagudzo

Kuwana chinhu chaunoda kamwe chete asi chichifanira kuramba uchichiwana hazvikubatsiri nokuti unofara nguva idzedzo asi mune ramangwana uchachida ugochishaya.

What the Words Say

One spell of rain cannot bring about the first crop seasn.

What It Means

If you are in need of substantial aid, a small gift will not make much difference in your helpless situation.