Shona

Hapana mvura isina chura.

There is no water without a frog.

Tsanagudzo

Pose pose pane vanhu panototi pave nenyangadzi uye hapana angashaya chipomerwa kunyange ari mutsvene sei.

What the Words Say

There is no water without a frog.

What It Means

No matter how perfect a person or object may appear from outside, some small defect will show up eventually./ Every hamlet has its villain.