Shona
Rega zvipore akabva mukutsva
Let-it-cool-down' had already burnt himself.
Tsanagudzo
Munhu akambopinda mumatambudziko anowanzongwarira matambudziko iwayo nguva dzose kuti aanzvenge; munhu anodzikama nekuona nhamo dzaakambosangana nadzo; munhu unodzidza kubva mukukanganisa. ; Munhu akamboona njodzi namatambudziko pamusoro pechimwe chinhu, mangwana anozochenjerera kuti asachiita nenzira yaakambochiita nayo.
What the Words Say
Let-it-cool-down' had already burnt himself.
What It Means
A burnt child dreads fire; Once you have been harmed when doing something you will be more cautious next time.