Shona

Imire haimiriri ivete.

The one (animal) standing does not wait for another lying down.

Tsanagudzo

Munhu haangaregi kuita chaanoda nokuti vamwe vanenge vasiri kuchiita. Vanhu havafanani maitiro avanoita zvinhu zvavo.

What the Words Say

The one (animal) standing does not wait for another lying down.

What It Means

You cannot absolve yourself from doing something important because other people remain passive and uninterested.