Shona

Kubvuma rwendo kwomwana muduku rwake rwuri mukati; Mwana muduku kubvuma rwendo rwake ruri mberi

If a child agrees to an errand his own errand lies ahead ; If a child accepts an errand he includes his own.

Tsanagudzo

Kazhinji kana munhu akabvuma kuita zvaanenge achiumbirwa kuti aite anenge achiona kuti ane zvinomubatsirawo mukuita basa zvinhu izvozvo.

What the Words Say

If a child agrees to an errand his own errand lies ahead ; If a child accepts an errand he includes his own.

What It Means

One will endure inconvenience if one's interest is involved ; People are more prepared to execute some work if they can link it with their own private business.