Shona
Kufa (Kubva) kwehosi inosiya imwe
When a senior wife goes she leaves another one to replace her.
Tsanagudzo
Kana munhu akasiya chigaro anosiya mumwe kana kuti panopindwa nemumwe.
What the Words Say
When a senior wife goes she leaves another one to replace her.
What It Means
A vacant position must be filled; when one resigns another must be elected or appointed. This ensures continuity.