Shona
kugarika tange nhamho, rugare rugotevera; garika tange nhamho, rugare ruchouya; rugare tange nhamo
In order to be settled one should begin in misery and end up in peace.
Tsanagudzo
Zvinhu zvinozonaka wambotambura; Kana munhu achida kuzogarika muupenyu hwamangwana anofanira kutanga ashanda zvine simba achitambudzikira upenyu hwamangwana ihwohwo; Vanhu vakagarika vakatambudzika chose kuti vazosvika pavari.
What the Words Say
In order to be settled one should begin in misery and end up in peace.
What It Means
to live comfortably one must start from hardships; The terrain to prosperity is bumpy and long.