Shona

Kutaura kweabaya kuti chitaka hachisevesi sadza.

It is for the one who has captured (game) to say that liver cannot be used as relish.

Tsanagudzo

Kana munhu akawandirwa nezvinhu haazotarisi kukosha kwezvidiki zvacho anenge onyanyotarisa zvikuru zvinenge zvakanyanya kumukoshera.

What the Words Say

It is for the one who has captured (game) to say that liver cannot be used as relish.

What It Means

A man with so many riches is mainly concerned with the most valuable ones.