Shona
Mazvokuda mavanga enyora
Death is wilful if it is caused by nyora (tattoo) marks.
Tsanagudzo
Vanhu havanzwiri tsitsi munhu anowira mumatambudziko okuzvitsvagira.; kana munhu achinge aremadzwa nechimwe chinhu chaaiziva kuti chinokwanisa kumukuvadza, vanhu vanoti imhosva yake nekuti aifanira kuzviziva, semunhu anochekwa nyora dzichimuipisa asi iye achiziva zvaari kuita
What the Words Say
Death is wilful if it is caused by nyora (tattoo) marks.
What It Means
The tragic outcome of a foolhardy act wins no sympathy.; Self inflicted anguish
Cultural Context
number 37