Shona
mumaziso edera makwenzi ose usiku ishumba
in the sight of a coward, all bushes at night appear lions
Tsanagudzo
munhu anogara achitya zvinhu kana ofamba kunze kwasviba, zvose zvaanenge achiona mujinga menzira achipfuura anozvifananidzira kuzvikara zvikuru zvinoruma
What the Words Say
in the sight of a coward, all bushes at night appear lions
What It Means
cowardice makes much work for the heels