Shona
Muranda nyangonaka sei haatongerwi mhosva asipo
However good a servant may be, he must not be tried in his absence.
Tsanagudzo
Munhu oga oga anofanira kupiwa nguva yakakwana yekuzvidzivirira kana achinge apara mhosva, hazvina mhosva kuti akaita sei anotofanira kuzvimirira achizvipindurira; Munhu haafaniri kupiwa mhosva asipo kana kuti asingambopiwiwo mukana kuzvitaurira.
What the Words Say
However good a servant may be, he must not be tried in his absence.
What It Means
If the accused does not attend a court session to answer to his charges, then court proceedings must be suspended.