Shona
Nhumbu mukadzi mukuru hairevi chayadya
The stomach is like a housewife, it does not reveal what ii has eaten.
Tsanagudzo
Munhu kwaye/akakwana haatarisirwi kungotaura zvose zvaanenge anzwa kana kuti zviri mumwoyo make.; Kana munhu mukuru aita chinhu chake hachingazivikanwi kusvika iye achidura nokuti vakuru vane hana dzakasimba havabwazhuki
What the Words Say
The stomach is like a housewife, it does not reveal what ii has eaten.
What It Means
A responsible person does not go about divulging secrets.