Shona

Munhu haarerwi nebonde

A person is not nursed by means of a sleeping mat; A person never develops on a sleeping mat.

Tsanagudzo

Upenyu haunganakidzi kana munhu akatora nguva refu achirwara ari panhovo. Hachisi chinhu chakanaka kuti munhu atore nguva refu ari panhovo achidzimbikana nemuviri.

What the Words Say

A person is not nursed by means of a sleeping mat; A person never develops on a sleeping mat.

What It Means

Lying up is not enough to cure a sick person. Treatment is needed as well: A person who is bed-ridden for a long time becomes a cause for concern for people such that people consider him to be nearly dead.