Shona
Pamanyore hapasimudzwi hapwa, dzinozosimudzwa chapo chamuka.
Never expose your armpit in public until you have got what you wanted.
Tsanagudzo
Kana munhu achida kuti awane zvaanoda pane imwe nzvimbo kana kune vamwe vanhu, anofanira kutanga avanza zvakaipa zvake kusvika awana zvaanoda zvacho.
What the Words Say
Never expose your armpit in public until you have got what you wanted.
What It Means
One must hide his or her defects before getting what he wants or favours he or she is looking for. Otherwise revealing one's true self may ruin one's chances.