Shona

Zano pangwa uine rako; Tsvaga zano iwe une rakowo

Seek advice from others when you got yours.

Tsanagudzo

Kana uchitsvaga njere kune vamwe vakachenjera, unofanira kunge uine zano rako kana dzimwewo njere dzaungazoshandisa pamwe chete nedzaunenge wapiwa nevamwe; Tanga wazvibatsira pachezvako ugozokumbira ruyamuro kuti uenderere mberi.

What the Words Say

Seek advice from others when you got yours.

What It Means

Seek a plan when you have one of your own ; Don not wholly rely on some other people's advice. There is need for one's personal iniative.