Shona
Zuva rina meso, deko rine nzeve.
The day has eyes, the night has ears.
Tsanagudzo
Chero munhu akaita zvinhu pakahwanda achifunga kuti hapana anogona kumuona kana kuzviziva, zvinoitika kuti zvinogona kuzongozivikanwa neveruzhinji kuita sepaiva neaiwona zvichiitika.
What the Words Say
The day has eyes, the night has ears.
What It Means
Anything that is done either by day or night cannot remain hidden indefinitely. One day the public will know about it.