Shona

Bere roshayikwa bere rorutsa imvi.

An old woma is lost and the vomits grey hairs.

Tsanagudzo

Vanhu vanofungira kuti zvinhu zvine ukama kana zvikaitika mushure mekuitika kwezvimwe, sokuti kana munhu anozikanwa kuti murombo otenga mombe mushure mekubiwa kwemari munharaunda vanhu vanowanzofungira kuti ndiye akaba mari yacho.

What the Words Say

An old woma is lost and the vomits grey hairs.

What It Means

People become suspicious of a coincidence which could only be disapproved by an alibi.