Shona
Kugona kupa zvavamwe kwousina zvake zvaangapa vanomukumbira.
She who has none to give knows how to give well.
Tsanagudzo
Munhu anoshaiwa zvokupa vanomukumbira anoti kana otaura pamusoro pokupa vamwe, waizovapa zvakawanda kupfuura vamwe vaanosimboona vachipa vavakumbira zvishomanana.
What the Words Say
She who has none to give knows how to give well.
What It Means
She gives much that has none to give.