Shona
Kusakara kwaro dowo kuita serisakadyiwa nyama; Kwava kusakara kwaro dowo kuita serisakambodyiwa nyama
It is wear and tear of a hide that makes it (appear) as if it had never encased meat.
Tsanagudzo
Zvinhu zvino shoreka nhasi hazvire kuti zvakanga zvisina chiremera; Zera romunhu rinosanduka sokukura kwaanoita. Hazvikatyamadzi kunzwa chembere ichitaura kuti yaiva chitanda/ chigagairwa chemhandara.
What the Words Say
It is wear and tear of a hide that makes it (appear) as if it had never encased meat.
What It Means
Nothing can resist change, development, old age, and decay.
Related Proverbs
number 20