Shona

Kutetera (kutakunya) jedye (dafi) kuti riyambuke

Where it’s thin (weak) for the frog it crosses; To flick away a frog means to make it jump across.

Tsanagudzo

Kana ukashora murombo unomupa simba neshungu dzokuti mangwana ashande nesimba kuti aunganidze zvinhu zvaanenge asina; Kuitira munhu utsinye sekuti adzingwe basa kunogona kutomuvhurira mimwe mikana yakanaka.Panotongwa nyaya munhu anobvotomoka anoitisa kuti nyaya iruramiswe payakamonyoroka. Nguva dzose kuburitsa zvakawanda kunopedza nyaya.

What the Words Say

Where it’s thin (weak) for the frog it crosses; To flick away a frog means to make it jump across.

What It Means

When one is dispised, this may turn out to be a source for the motivation to work harder. ; Doing evil to someone, for example making them to be dismissed from work can be a blessing in disguise because new opportunities can open for them.