Shona
Usanyengedza nyamukuta, kuzvara uchakuda; Usatuka nyamukuta kuzvara uchakuda
Do not decieve a midwife while you still want to bear more children.
Tsanagudzo
Kana munhu uciziva kuti uchada rubatsiro hachisi chinhu chakanaka kuti ukanganisire vaya vanokubatsira nokuti mune ramangwana anogona kuzoramba kukubatsira kana woda kuti akubatsire.
What the Words Say
Do not decieve a midwife while you still want to bear more children.
What It Means
It is not wise to annoy your helper while you still need help from them.