Shona
Kuwanda huuya, museve wakapotera pamuzukuru
To be many is good; the arrow (shot by an enemy) settled on the nephew.
Tsanagudzo
Kana vanhu vari vazhinji vanogona kukurira mhandu kana kugona kuita basa guru kwazvo nenguva pfupi. Izvi hazvinga itwi kana vanhu vasingauyi pamwe chete.; Ukama hwakakosha nokuti musi wenjodzi hama dzinobatsirana. Vamwe vanotendera kufa pachinzvimbo chehama yavo.
What the Words Say
To be many is good; the arrow (shot by an enemy) settled on the nephew.
What It Means
The more (people) the merrier; Having many friends and relatives is a source of security in times of trouble.
Cultural Context
number 8