Shona

Mushonga haubati pasina ronda

Medicine does not work where there is no wound.

Tsanagudzo

Munhu kashoma kuti abatwe nemhosva iye asina kuipara. Kungopemedzera chete hakukwanisi kuita kuti munhu asina mhosva azonzi ane mhosva. Nepowo kurwisa munhu asina chaakakutadzira hakuwanzobudirira.

What the Words Say

Medicine does not work where there is no wound.

What It Means

Levelling allegations against someone will never make an innocent person guilty. But if he is guilty it will be proved.