Shona
Chinonzi ifa imombe, munhu anotiza
Death can only be announced to an ox; if it is announced to a person he runs away.
Tsanagudzo
Hakuna anomiririra kufa. Dai musi wekufa waiudzwa munhu hapana aimira munhu aishangazhika kuti orunzvenga sei, nyangwe zvichitoreva kutiza pamusha.
What the Words Say
Death can only be announced to an ox; if it is announced to a person he runs away.
What It Means
If people were told about their day of dying they would all try to avoid it.